Danieri 6:6 - Shona BIBLE6 Ipapo vakuru ava namachinda vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kwaari, “Mambo Dhariusi, raramai nokusingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo ʋakuru aʋa namacinda ʋakaʋuŋganira kunamambo ʋari ʋazhinji, ʋakati kwaari: Mambo Dariusi, raramai nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo vakuru ava namachinda vakaunganira kuna mambo vari vazhinji, vakati kwaari, “Mambo Dhariusi, raramai nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Ipapo madzichangamire iwayo namadzishe akabvumirana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Mambo Dhariusi! Garirai kure nomoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Ipapo madzichangamire iwayo namadzishe akabvumirana kuenda kuna mambo vakati kwaari, “Mambo Dhariusi! Garirai kure nomoto. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka vakuru namachinda vakaenda vose pamwe chete kuna mambo vakandoti, “Haiwa Mambo Dhariasi, raramai nokusingaperi! Viz kapitola |