Danieri 4:20 - Shona BIBLE20 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Muti wamakaʋona, iwo wakakura ukasimba, wakaȿika kuɗeŋga pakureɓa kwawo, wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Muti wamakaona, wakakura uye ukasimba, una manhengenya awo anosvika kudenga, unoonekwa pasi pose, Viz kapitola |