Online Bible

- Reklamy -

Danieri 3:23 - Shona BIBLE

23 Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ʋarume aʋa ʋatatu, ʋana‐Shadraki naMeshaki naAbedi‐nego, ʋakawira pasi ʋakasuŋgwa mukati mecoto comŋoto waipfuta kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Varume ava vatatu, vana Shadhiraki naMeshaki naAbhedhinego, vakawira pasi vakasungwa mukati mevira romoto waipfuta kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Varume vatatu ivava vanaShadhiraki naMeshaki naAbhedhinego vakawira muvira romoto unopisa vakasungwa kudaro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 uye varume vatatu ava vakasungwa zvakasimba, vakawira mumoto unopfuta kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 3:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy