Online Bible

- Reklamy -

Danieri 12:6 - Shona BIBLE

6 Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Mumŋe akati kumurume wakaŋga akapfeka muceka, wakaŋga ari pamsoro pemvura yorwizi: Iŋguʋa yakaɗini kuȿikira pakuguma kweɀishamiso iɀi?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Mumwe akati kumurume akanga akapfeka hanzu dzerineni, akanga ari pamusoro pemvura yorwizi, ‘Inguva yakadini kusvikira pakuguma kwezvishamiso izvi?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Ndakati kumunhu akanga akapfeka rineni uya aiva kumusoro kwemvura yomurukova irwowo, “Kuchapera nguva yakadii yokuzosvika kumagumo kwezvishamiso izvozvi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Mumwe wavo akati kumurume akanga akapfeka nguo yakaisvonaka, akanga ari pamusoro pemvura zhinji yorwizi, “Kusvikira riniko zvinhu zvinoshamisa izvi zvisati zvazadziswa?”

Viz kapitola kopírovat

Danieri 12:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy