Danieri 12:3 - Shona BIBLE3 Vakachenjera vachapenya sokupenya kwokudenga, uye vanodzorera vazhinji kukururama vachapenya senyenyedzi nokusingaperi–peri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋakacenjera ʋacapenya sokupenya kwokuɗeŋga, ʋuye ʋanodzorera ʋazhinji kukururama ʋacapenya senyeredzi nokusiŋgaperi‐peri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vakachenjera vachapenya sokupenya kwokudenga, uye vanodzorera vazhinji kukururama vachapenya senyeredzi nokusingaperi‐peri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vangwaru vachapenya sechiedza cheziendanakuenda romudenga uye vanhu vanotendeutsira vazhinji kuururami vachapenya senyenyedzi narini narini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vangwaru vachapenya sechiedza cheziendanakuenda romudenga uye vanhu vanotendeutsira vazhinji kuururami vachapenya senyenyedzi narini narini. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Avo vakachenjera vachapenya sokupenya kwokudenga, uye vanodzorera vazhinji kukururama, vachapenya senyeredzi nokusingaperi-peri. Viz kapitola |