Danieri 11:27 - Shona BIBLE27 Kana ari madzimambo awo maviri, mwoyo yavo ichada kuita zvakashata, vachareva nhema vari patafura rimwe; asi hazvingabatsiri, nokuti kuguma kuchasvika nenguva yakatarwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Kana ari madzimambo awo maʋiri, mŋoyo yaʋo icaɗa kuita ɀakashata, ʋacareʋa nhema ʋari patafura rimŋe; asi haɀiŋgaɓatsiri, nokuti kuguma kucaȿika neŋguʋa yakatarwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Kana ari madzimambo awo maviri, mwoyo yavo ichada kuita zvakashata, vachareva nhema vari patafura rimwe; asi hazvingabatsiri, nokuti kuguma kuchasvika nenguva yakatarwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Madzimambo iwayo ari maviri achange ari pakunyengedza bedzi. Vachataurirana nhema ivo vachidya patebhuru imwechete asi zvisina chimuko nokuti kuguma kwacho kuchauya zvako nenguvawo yako yakatemwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Madzimambo iwayo ari maviri achange ari pakunyengedza bedzi. Vachataurirana nhema ivo vachidya patebhuru imwechete asi zvisina chimuko nokuti kuguma kwacho kuchauya zvako nenguvawo yako yakatemwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Madzimambo maviri, vane mwoyo yavo yakakombamira pane zvakaipa, vachagara patafura imwe chete vachireverana nhema, asi pasina zvazvinobatsira, nokuti kuguma kuchasvika zvakadaro panguva yakatarwa. Viz kapitola |