Danieri 11:19 - Shona BIBLE19 Ipapo acharatidza chiso chake kunhare dzenyika yake; asi achagumburwa nokuwa, ndokushayikwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ucarinzira ciso cake kunhare dzenyika yake; asi ucagumburwa nokuwa, ndokushaikwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo acharinzira chiso chake kunhare dzenyika yake; asi achagumburwa nokuwa, ndokushayikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Achazodzokako onanga kuguta retsvingo renyika yake, asi achadzadzarika agowira pasi zvokusazowanikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Achazodzokako onanga kuguta retsvingo renyika yake, asi achadzadzarika agowira pasi zvokusazowanikwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Shure kwaizvozvo, achadzokera akananga kunhare dzenyika yake asi achagumburwa ndokuwa, akasazoonekwazve. Viz kapitola |