Online Bible

- Reklamy -

Danieri 10:15 - Shona BIBLE

15 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino wakati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi neciso caŋgu, ndikashaiwa shoko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 “Zvino akati ataura neni namashoko iwayo, ndikaramba ndakatarira pasi nechiso changu, ndikashayiwa shoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Paakanditaurira saizvozvi, ndakabva ndati uso pasi tsikitsiki ndokushaya kana neromuromo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Achiri kutaura izvi kwandiri, ndakakotama ndakatsikitsira pasi ndikashaya chokutaura.

Viz kapitola kopírovat

Danieri 10:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy