Danieri 1:18 - Shona BIBLE18 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhineza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino mazuʋa akati apera akaŋga atarwa namambo okuti ʋaʋuyiswe nawo, mucinda waʋaranda akapinda naʋo pamberi paNebukadnezari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Zvino mazuva akati apera akanga atarwa namambo okuti vauyiswe nawo, muchinda wavaranda akapinda navo pamberi paNebhukadhinezari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kuzoti nguva iya yapera, mambo paakati majaya iwayo auyiwe nawo, muyuniki uya, mukuru akavaunza makanga muina Nebhukadhineza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mazuva akatarwa namambo kuti vapinde akati apera, mukuru wamachinda akavaisa kuna Nebhukadhinezari. Viz kapitola |