2 Timoti 4:21 - Shona BIBLE21 Shingaira kuuya, chando chisati chasvika. Yubhuro, naPudhe, naRino, naKiraudhiya nehama dzose vanokukwazisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Shiŋgaira kuʋuya, cando cisati caȿika. Yuburo, naPude, naRina, naKraudia nehama dzose ʋanokukwazisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Shingaira kuuya, chando chisati chasvika. Yubhuro, naPudhe, naRino, naKiraudhiya nehama dzose vanokukwazisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Edza kuuya mwaka wechando usati wauya. Yubhurosi anokukwazisa naPudhenzi naRinusi naKiraudhia nevehama vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Edza kuuya mwaka wechando usati wauya. Yubhurosi anokukwazisa naPudhenzi naRinusi naKiraudhia nevehama vose. Viz kapitola |