2 Timoti 2:9 - Shona BIBLE9 yandinotambudzikira kusvikira pakusungwa somunyangadzi; asi shoko raMwari harina kusungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 yandinotambudzikira kuȿikira pakusuŋgwa somunyaŋgadzi; asi shoko raMŋari harinakusuŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 yandinotambudzikira kusvikira pakusungwa somunyangadzi; asi shoko raMwari harina kusungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 randiri kutambudzikira ndakasungwa makechemi somunhu anotyora mitemo yenyika. Asi Shoko Rakanaka harisungwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 randiri kutambudzikira ndakasungwa makechemi somunhu anotyora mitemo yenyika. Asi Shoko Rakanaka harisungwi. Viz kapitola |