2 Timoti 2:5 - Shona BIBLE5 Nemunhuwo kana achivhivhana navamwe, haashongedzwi korona, kana asina kuvhivhana sezvakarayirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nomunhu ʋo kana aciʋiʋana naʋamŋe, haashoŋgedzwi korona, kana asina‐kuʋiʋana seɀakarairwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nemunhuwo kana achivhivhana navamwe, haashongedzwi korona, kana asina kuvhivhana sezvakarayirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Hakunawo munhu wamapitse omutambo anopiwa chiremba kusatoti achengeta mitemo yacho. Viz kapitola |