2 Timoti 2:4 - Shona BIBLE4 Hakuna munhu anorwa papfumo anozvipinganidza namabasa oupenyu huno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu unorwa papfumo unoɀipiŋganidza namaɓasa oʋupenyu bguno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu anorwa papfumo anozvipinganidza namabasa ohupenyu huno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. Viz kapitola |