2 Timoti 2:12 - Shona BIBLE12 Kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwechete naye; kana tikamuramba, iye achatirambawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana tikatsuŋgirira, ticaɓata ʋushe pamŋe cete naye; kana tikamuramba, iye ucatiramba ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Kana tikatsungirira, tichabata ushe pamwechete naye; kana tikamuramba, iye achatirambawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana tikatirira tichatonga pamwe naye kana tikamuramba iye achatirambawo. Viz kapitola |