1 Timoti 6:9 - Shona BIBLE9 Asi vanotsvaka kupfuma, vanowira mukuedzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kuno kuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokuraswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi ʋanotȿaka kufuma, ʋanowira mukuidzwa nomumusuŋgo, nomukuciʋa kwoʋupenzi kuzhinji kunokuʋadza, ɀinonyudza ʋanhu mukuparadzwa nokurashwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Asi vanotsvaka kupfuma, vanowira mukuedzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokuraswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi avo vana kamwoyo kokuda kupfuma vanopinda muchiedzo nomuriva uye mukuda zvinhu zvisina maturo zvinotokuvadza zvinoisawo vazhinji mukupera basa nokuparadzwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi avo vana kamwoyo kokuda kupfuma vanopinda muchiedzo nomuriva uye mukuda zvinhu zvisina maturo zvinotokuvadza zvinoisawo vazhinji mukupera basa nokuparadzwa Viz kapitola |