1 Timoti 6:20 - Shona BIBLE20 Iwe, Timoti, chengeta icho chawakapiwa, ufuratire kutaura kusina hanya naMwari nokuramba kunobva pazivo inonzi zivo, dziri nhema hadzo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Iwe, Timotio, ceŋgeta ico cawakapiwa, ufuratire kutaura kusinehanya naMŋari nokuramba kunobva paziʋo inonzi ziʋo, dziri nhema hadzo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Iwe, Timoti, chengeta icho chawakapiwa, ufuratire kutaura kusina hanya naMwari nokuramba kunobva pazivo inonzi zivo, dziri nhema hadzo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Iwe Timoti chengetedza zvakaiswa mumaoko mako kuti uchengete. Siyana nokutaura kusinei naMwari zvinopesana nezvinenge zvichinzi ichokwadi izvo zvisiri chokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Iwe Timoti chengetedza zvakaiswa mumaoko mako kuti uchengete. Siyana nokutaura kusinei naMwari zvinopesana nezvinenge zvichinzi ichokwadi izvo zvisiri chokwadi. Viz kapitola |