1 Timoti 6:17 - Shona BIBLE17 Rayira vapfumi panyika yazvino, kuti varege kuzvikudza, kana kuvimba nepfuma isingagari, asi naMwari, anotipa zvose achiwanza, kuti tifare nazvo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Raira ʋafumi panyika yaɀino, kuti ʋarege kuɀikudza, kana kuʋimba nefuma isiŋgagari, asi naMŋari, unotipa ɀose aciwanza, kuti tifare naɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Rayira vapfumi panyika yazvino, kuti varege kuzvikudza, kana kuvimba nepfuma isingagari, asi naMwari, anotipa zvose achiwanza, kuti tifare nazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vapfumi vapasi pano, vataurire kuti varege kuzvitutumadza kana kuvimba noupfumi husina paho. Asi ngavavimbe naMwari anotifashurira zvose zvinotifadza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vapfumi vapasi pano, vataurire kuti varege kuzvitutumadza kana kuvimba noupfumi husina paho. Asi ngavavimbe naMwari anotifashurira zvose zvinotifadza. Viz kapitola |