Online Bible

- Reklamy -

1 Timoti 6:11 - Shona BIBLE

11 Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi iwe, munhu waMŋari, tiza ɀinhu iɀi; uteʋere kururama nokunamata Mŋari, nokutenda, noruɗo, nokutsuŋgirira, noʋunyoro.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi iwe, munhu waMwari, tiza zvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, nohunyoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi iwe munhu waMwari siyana nezvinhu izvi. Vavarira ururami, kuzvipira kuna Mwari nechitendero norudo nokuva nemwoyo mumwechete nounyoro.

Viz kapitola kopírovat

1 Timoti 6:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy