Online Bible

- Reklamy -

1 Timoti 5:8 - Shona BIBLE

8 Asi kana munhu asingachengeti vokwake, zvikuru veimba yake, arasa kutenda, akaipa kukunda asingatendi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Asi kana munhu asiŋgaceŋgeti ʋokwake, ɀikuru ʋeimba yake, warasha kutenda, wakaipa kukunda usiŋgatendi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Asi kana munhu asingachengeti vokwake, zvikuru veimba yake, arasa kutenda, akaipa kukunda asingatendi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kana munhu asingachengeti hama dzake, zvikuru vemhuri yokwake, munhu akadaro atorasa chitendero chake uye akatoipa kupinda asingatendi.

Viz kapitola kopírovat

1 Timoti 5:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy