Online Bible

- Reklamy -

1 Timoti 5:4 - Shona BIBLE

4 Asi kana chirikadzi ina vana kana vazukuru, ngavatange ivo kudzidza kunamata Mwari paimba yavo, vadzosere zvakafanira kuvabereki vavo, nokuti ndizvo zvinofadza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi kana cirikadzi inaʋana kana ʋazukuru, ŋgaʋataŋge iʋo kudzidza kunamata Mŋari paimba yaʋo, ʋadzosere ɀakafanira kuʋaɓereki ʋaʋo, nokuti ndiɀo ɀinofadza Mŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi kana chirikadzi ina vana kana vazukuru, ngavatange ivo kudzidza kunamata Mwari paimba yavo, vadzosere zvakafanira kuvabereki vavo, nokuti ndizvo zvinofadza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kana chirikadzi iina vana kana vazukuru ngavatange vadzidza basa ravo savanamati ravanofanira kuita kumhuri yavo vawane zvavanodzorerawo kuvabereki vavo nokuti izvi ndizvo zvinofadza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kana chirikadzi iina vana kana vazukuru ngavatange vadzidza basa ravo savanamati ravanofanira kuita kumhuri yavo vawane zvavanodzorerawo kuvabereki vavo nokuti izvi ndizvo zvinofadza Mwari.

Viz kapitola kopírovat

1 Timoti 5:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy