1 Timoti 5:25 - Shona BIBLE25 Saizvozvowo kuna mabasa akanaka anoonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Saiɀoɀo ʋo kunamaɓasa akanaka anoʋonekwa pacena, naasina‐kuɗaro haaŋgaʋanzwi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Saizvozvowo kuna mabasa akanaka anoonekwa pachena, naasina kudaro haangavanzwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Ndizvozvowo zvina mabasa akanaka mamwe anoonekwa pachena uye kunyange aya asingaoneki pachena haagoni kuramba akangovanzika. Viz kapitola |