1 Timoti 5:21 - Shona BIBLE21 Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari, naKristu Jesu, navatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete zvinhu izvi usingatongi usati wambonzwa kwazvo, kana kuita chinhu uchitsaura vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ndinokuraira kwaɀo pamberi paMŋari, naKristu Jesu, naʋatumŋa ʋakasanaŋgurwa, kuti uceŋgete ɀinhu iɀi usiŋgatoŋgi usati wambonzwa kwaɀo, kana kuita cinhu ucitsaura ʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Ndinokurayira kwazvo pamberi paMwari, naKristu Jesu, navatumwa vakasanangurwa, kuti uchengete zvinhu izvi usingatongi usati wambonzwa kwazvo, kana kuita chinhu uchitsaura vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamberi paMwari uye pamberi paKristu Jesu napamberi penhumwa dzakasarudzwa, ndinokukomeresa kuti uchengete mitemo iyoyi usina kwaunorerekera kana rusaruro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamberi paMwari uye pamberi paKristu Jesu napamberi penhumwa dzakasarudzwa, ndinokukomeresa kuti uchengete mitemo iyoyi usina kwaunorerekera kana rusaruro. Viz kapitola |