1 Timoti 5:18 - Shona BIBLE18 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubairo wake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti Rugwaro runoti: Usasuŋga muromo wenzombe inopura; ʋuye ɀe: Muɓati wakafanirwa nomuɓairo wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti Rugwaro runoti, “Usasunga muromo wenzombe inopura;” uyezve, “Mubati wakafanirwa nomubayiro wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 nokuti Magwaro anoti, “Usaise mombe matomu painenge ichipura mbeswa,” uye kuti, “Mushandi anofanira kuwana mubayiro wake.” Viz kapitola |