1 Timoti 5:17 - Shona BIBLE17 Vakuru vanobata Chechi zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋakuru ʋanoɓata kereke ɀakanaka ŋgaʋanzi ʋanofanirwa nokukudzwa kaʋiri, ɀikuru aʋo ʋanoɓata pashoko napakudzidzisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Vakuru vanobata kereke zvakanaka ngavanzi vanofanirwa nokukudzwa kaviri, zvikuru avo vanobata pashoko napakudzidzisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Vakuru vakuru vanotungamirira sangano zvakanaka ngavaremekedzwe zvakapetwa kaviri zvikuru avo vanoita basa rokuparidza nerokudzidzisa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Vakuru vakuru vanotungamirira sangano zvakanaka ngavaremekedzwe zvakapetwa kaviri zvikuru avo vanoita basa rokuparidza nerokudzidzisa Viz kapitola |