1 Timoti 4:7 - Shona BIBLE7 Asi urambe ngano dzisina hanya naMwari nedzechembere. Uzvirovedze kunamata Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi urambe ŋgano dzisinehanya naMŋari nedzecembere. Uɀiroʋedze kunamata Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi urambe ngano dzisina hanya naMwari nedzechembere. Uzvirovedze kunamata Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Siyana nengano dzisina Mwari uye dzisina musoro. Zvidzidzise kuita zvina Mwari mukati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Siyana nengano dzisina Mwari uye dzisina musoro. Zvidzidzise kuita zvina Mwari mukati. Viz kapitola |