1 Timoti 4:6 - Shona BIBLE6 Kana uchiudzira hama zvinhu izvi, uchava mushumiri akanaka waKristu Jesu, wakarerwa namashoko okutenda needzidziso yakanaka, yawakatevera nomwoyo wose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana uciyeʋudzira hama ɀinhu iɀi, ucaʋa mushumiri wakanaka waKristu Jesu, wakarerwa namashoko okutenda needzidziso yakanaka, yawakateʋera nomŋoyo wose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kana uchiudzira hama zvinhu izvi, uchava mushumiri akanaka waKristu Jesu, wakarerwa namashoko okutenda needzidziso yakanaka, yawakatevera nomwoyo wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Izvi ukazvidzidzisa vehama unenge wava mushandi wakanaka waKristu Jesu akapiwa chokudya chamazwi echitendero norudzidziso rwakanaka rwawakatevera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Izvi ukazvidzidzisa vehama unenge wava mushandi wakanaka waKristu Jesu akapiwa chokudya chamazwi echitendero norudzidziso rwakanaka rwawakatevera. Viz kapitola |