1 Timoti 4:14 - Shona BIBLE14 Usarega kuchengeta chipiwa chiri mauri, chawakapiwa nokuporofita, nokuiswa maoko avakuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Usarega kuceŋgeta cipiwa ciri mauri, cawakapiwa nokuprofita, nokuiswa maʋoko aʋakuru. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Usarega kuchengeta chipiwa chiri mauri, chawakapiwa nokuporofita, nokuiswa maoko avakuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Usarege kuita hanya nechipo chaunacho chawakapiwa nezwi rechiporofita, dare ravakuru vakuru vesangano pavakaisa maoko avo pauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Usarege kuita hanya nechipo chaunacho chawakapiwa nezwi rechiporofita, dare ravakuru vakuru vesangano pavakaisa maoko avo pauri. Viz kapitola |