1 Timoti 3:5 - Shona BIBLE5 (kana munhu asingazivi kubata imba yake, angachengeta seiko Chechi yaMwari?) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 (kana munhu asiŋgaziʋi kuɓata imba yake, uŋgaceŋgeta seiko kereke yaMŋari?) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 (kana munhu asingazivi kubata imba yake, angachengeta seiko kereke yaMwari?) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Zviripo ndezvokuti kana munhu asingazivi kufambisa mhuri yake, angachengete sei sangano raMwari. Viz kapitola |