Online Bible

- Reklamy -




1 Timoti 3:15 - Shona BIBLE

15 zvino kana ndikanonoka, ndinoda kuti uzive kuti vanhu vanofanira kufamba sei mumba maMwari, iyo Chechi yaMwari mupenyu, mbiru nechitsigiro chechokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 ɀino kana ndikanonoka, ndinoɗa kuti uziʋe kuti ʋanhu ʋanofanira kufamba sei mumba maMŋari, iyo kereke yaMŋari mupenyu, mbiru necitsigiro ceɀokwaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 zvino kana ndikanonoka, ndinoda kuti uzive kuti vanhu vanofanira kufamba sei mumba maMwari, iyo kereke yaMwari mupenyu, mbiru nechitsigiro chechokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Asi kana ndikanonotswa, iwe unenge waziva kuti munhu anofanira kuzvibata sei mumhuri yaMwari, iro sangano raMwari mupenyu, musimboti nehwaro hwaicho chokwadi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Asi kana ndikanonotswa, iwe unenge waziva kuti munhu anofanira kuzvibata sei mumhuri yaMwari, iro sangano raMwari mupenyu, musimboti nehwaro hwaicho chokwadi.

Viz kapitola kopírovat




1 Timoti 3:15

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy