1 Timoti 3:14 - Shona BIBLE14 Zvinhu izvi zvose ndinokunyorera, ndichiti ndichakurumidza kuuya kwauri; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀinhu iɀi ɀose ndinokunyorera, ndiciti ndicakurumidza kuʋuya kwauri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvinhu izvi zvose ndinokunyorera, ndichiti ndichakurumidza kuuya kwauri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndiri kukunyorera tsamba iyi ndichitarisira kuuya kwauri nokukurumidza. Viz kapitola |