1 Timoti 2:4 - Shona BIBLE4 uyo anoda kuti vanhu vose vaponeswe, vasvike pakuziva chokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 uyo unoɗa kuti ʋanhu ʋose ʋaponeswe, ʋaȿike pakuziʋa ɀokwaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 uyo anoda kuti vanhu vose vaponeswe, vasvike pakuziva chokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 anoda kuti munhu wose aponeswe uye kuti azive chokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 anoda kuti munhu wose aponeswe uye kuti azive chokwadi. Viz kapitola |