1 Timoti 1:5 - Shona BIBLE5 Asi chinovavarirwa nomurairo ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, napahana yakanaka, napakutenda kusinganyengeri; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi cinoʋaʋarirwa nomurairo ndirwo ruɗo runobva pamŋoyo wakacena, napahana yakanaka, napakutenda kusiŋganyeŋgeri; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi chinovavarirwa nomurayiro ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, napahana yakanaka, napakutenda kusinganyengeri; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Viz kapitola |