1 Timoti 1:20 - Shona BIBLE20 vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ʋamŋe ʋaʋo ndiHimenio naAreksandro, ʋandakaisa kunaSatani, ʋadzidziswe kuti ʋarege kumhura Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, vandakaisa kuna Satani, vadzidziswe kuti varege kushonha Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vamwe vavo ndavana Humenaosi naArekizanda vandakaturira kuna Satani kuti vadzidze kusashonha Mwari. Viz kapitola |