Ɀireʋo 2:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Ipapo uchanzwisisa kururama nokururamisa, Nokutendeka, idzo nzira dzose dzakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ipapo ucanzwisisa kururama nokururamisa, Nokutendeka, idzo nzira dzose dzakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ndopaunozonzwisisa kuti ururami noruenzaniso nokuva pachokwadi chii uyewo maitiro ose akarurama Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ndopaunozonzwisisa kuti ururami noruenzaniso nokuva pachokwadi chii uyewo maitiro ose akarurama Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ipapo uchanzwisisa zvakarurama, kururamisira nokuenzanisira nzira dzose dzakanaka. Viz kapitola |