Ɀireʋo 2:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Asi vakaipa vachaparadzwa panyika; Vanoita nokunyengedzera vachadzurwapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ʋakaipa ʋacaparadzwa panyika; Ʋanoita nokunyeŋgedzera ʋacadzurwa’po. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 vakaipa vachabviswa panyika vanoujarijari vachatipurwapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 vakaipa vachabviswa panyika vanoujarijari vachatipurwapo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 asi vakaipa vachaparadzwa panyika, uye vasina kutendeka vachabviswa pairi. Viz kapitola |