Zekaria 9:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 “Mwanakomana woupombwe achagara paAshidhodhi, uye ndichaparadza kuzvikudza kwavaFirisitia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Mŋanakomana woʋupombge ucagara paAshdodi, ʋuye ndicaparadza kuɀikudza kwaʋaFiristia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Rudzi rwavana vomusango ndoruchatozoita musha muAshidhodhi uye ndichapedza kuzvitutumadza kweFirisitia. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Rudzi rwavana vomusango ndoruchatozoita musha muAshidhodhi uye ndichapedza kuzvitutumadza kweFirisitia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vatorwa vachagara paAshidhodhi, uye ndichaparadza kuzvikudza kwavaFiristia. Viz kapitola |