Zekaria 8:8 - Shona Bible 1949 revised 20028 ndichavauyisa, vagare pakati peJerusaremu; vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo nezvokwadi nokururama.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ndicaʋaʋuyisa, ʋagare pakati peJerusarema; ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo neɀokwaɗi nokururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 ndichivadzosera kuzogara mukati meJerusaremu. Ivo vachava vanhu vangu, ini ndiri Mwari wavo pachokwadi uye nomukururama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 ndichivadzosera kuzogara mukati meJerusaremu. Ivo vachava vanhu vangu, ini ndiri Mwari wavo pachokwadi uye nomukururama. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ndichavadzosazve kuti vazogara muJerusarema; vachava vanhu vangu, uye ndichava akatendeka uye akarurama kwavari saMwari wavo.” Viz kapitola |