Zekaria 8:7 - Shona Bible 1949 revised 20027 Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Tarirai, ndichaponesa vanhu vangu kunyika yamabvazuva, nokunyika yamavirira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀanzi naJehova wehondo: Tarirai, ndicaponesa ʋanhu ʋaŋgu kunyika yamabvazuʋa, nokunyika yamaʋirira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo regai zvenyu muone, ndichanunura vanhu vangu ndivabvise kunyika yokumabvazuva nokunyika yokumadokero Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo regai zvenyu muone, ndichanunura vanhu vangu ndivabvise kunyika yokumabvazuva nokunyika yokumadokero Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Ndichaponesa vanhu vangu kubva kunyika dzokumabvazuva nedzokumavirira. Viz kapitola |