Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 8:23 - Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Namazuva iwayo varume vane gumi pandimi dzose dzendudzi dzavanhu vachabata nguo yomunhu ari muJudha,’ vachiti, ‘Tichaenda newe, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀanzi naJehova wehondo: Namazuʋa iwayo ʋarume ʋanegumi pandimi dzose dzendudzi dzaʋanhu ʋacaɓata ŋguʋo yomunhu uri muJuda, ʋaciti: Ticaenda nemi, nokuti takanzwa kuti Mŋari unemi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo namazuva iwayo gumi ravanhu vokumarudzi endimi dzose richabata muJudha hanzu yake richiti ngatiendei nemi nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Zvanzi naTENZI wehondo nehondo namazuva iwayo gumi ravanhu vokumarudzi endimi dzose richabata muJudha hanzu yake richiti ngatiendei nemi nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Mumazuva iwayo varume gumi kubva kundimi dzose nendudzi dzose vachabatirira kwazvo pamupendero wenguo yomuJudha vachiti, ‘Ngatiendei tose, nokuti takanzwa kuti Mwari anewe.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 8:23

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy