Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 8:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 Nokuti zvanzi naJehovha wehondo, “Sezvandakafunga kukuitirai zvakaipa, nguva yandakatsamwiswa namadzibaba enyu, ini ndikasazvidemba ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Nokuti ɀanzi naJehova wehondo: Seɀandakafuŋga kukuitirai ɀakaipa, ŋguʋa yandakatsamŋiswa namadziɓaɓa enyu, ini ndikasaɀiɗemba — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Chiripo ndechokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, “Sokuronga kwandakamboita kukupinzai nhamo paya pandakatsamwiswa namadzibaba enyu ndikarega kudzora mwoyo, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Chiripo ndechokuti zvanzi naTENZI wehondo nehondo, “Sokuronga kwandakamboita kukupinzai nhamo paya pandakatsamwiswa namadzibaba enyu ndikarega kudzora mwoyo, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose: “Sezvandakanga ndafunga kuuyisa njodzi pamusoro penyu, uye ndikasaitira madzibaba enyu tsitsi paakanditsamwisa,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose,

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 8:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy