Zekaria 8:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvino sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi dzavanhu, imi imba yaJudha nemi imba yaIsiraeri, saizvozvo ndichakuponesai, muve chinhu chinoropafadza. Regai kutya, asi maoko enyu asimbe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino seɀamaiʋa cinhu cakatukwa pakati pendudzi dzaʋanhu, imi imba yaJuda nemi imba yaIsraeri, saiɀoɀo ndicakuponesai, muʋe cinhu cinoropafadza. Regai kutya, asi maʋoko enyu asimbe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Uye sezvo imi manga mava chitukiso mukati memarudzi imi vemba yokwaJudha nemi vemba yokwaIsiraeri, saka ini ndichakununurai muve chikomborero. Regai kutya, simbisai maoko.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Uye sezvo imi manga mava chitukiso mukati memarudzi imi vemba yokwaJudha nemi vemba yokwaIsiraeri, saka ini ndichakununurai muve chikomborero. Regai kutya, simbisai maoko.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi, imi Judha neIsraeri, saizvozvo ndichakuponesai, uye muchava chinhu chinoropafadza. Musatya, asi itai kuti maoko enyu asimbe.” Viz kapitola |