Zekaria 7:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ipapo shoko raJehovha wehondo rakasvika kwandiri, richiti, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo shoko raJehova wehondo rakaȿika kwandiri, riciti: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Shoko raTENZI wehondo nehondo rakazouya kwandiri richiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Shoko raTENZI wehondo nehondo rakazouya kwandiri richiti, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo shoko raJehovha Wamasimba Ose rakasvika kwandiri richiti, Viz kapitola |