Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 7:14 - Shona Bible 1949 revised 2002

14 asi ndichavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose dzavakanga vasingazivi. Naizvozvo nyika yakava dongo shure kwavo, kukasava nomunhu akaenda kana kudzoka neko; nokuti vakaparadza nyika yakanga ichifadza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 asi ndicaʋaparadzira necampupuri pakati pendudzi dzose dzaʋakaŋga ʋasiŋgaziʋi. Naiɀoɀo nyika yakaʋa ɗoŋgo shure kwaʋo, kukasaʋa nomunhu wakaenda kana kudzoka noko; nokuti ʋakaparadza nyika yakaŋga icifadza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Uye ndakavati mwarara nechamupupuri chaicho mukati memarudzi ose avakanga vasingazivi, nezvo nyika yavakasiya yakava renje zvaro zvokushaya kana nomunhu aifamba–fambamo; saizvozvo, nyika yakanaka yaitwa renje zvino.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Uye ndakavati mwarara nechamupupuri chaicho mukati memarudzi ose avakanga vasingazivi, nezvo nyika yavakasiya yakava renje zvaro zvokushaya kana nomunhu aifamba–fambamo; saizvozvo, nyika yakanaka yaitwa renje zvino.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 ‘Ndakavaparadzira nechamupupuri pakati pendudzi dzose, uko kwavakava vatorwa. Nyika yakava dongo shure kwavo zvokuti hapana aizogona kupinda kana kubudamo. Izvi ndizvo zvavakaita kunyika yaifadza, ikava dongo.’ ”

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 7:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy