Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 7:10 - Shona Bible 1949 revised 2002

10 regai kumanikidza chirikadzi, kana nherera, kana mutorwa, kana murombo; kurege kuva nomumwe wenyu anofungira hama yake zvakaipa pamwoyo pake.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 regai kumanikidza cirikadzi, kana nherera, kana mutorwa, kana murombo; kurege kuʋa nomumŋe wenyu unofuŋgira hama yake ɀakaipa pamŋoyo pake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Regai kuonesa nhamo chirikadzi nenherera nomuuyi kunyange murombo. Uye ngaparege kuva nomunhu anorongera mumwe wake mano akaipa mumwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Regai kuonesa nhamo chirikadzi nenherera nomuuyi kunyange murombo. Uye ngaparege kuva nomunhu anorongera mumwe wake mano akaipa mumwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Musamanikidza chirikadzi kana nherera, mutorwa kana murombo. Musafungirana zvakaipa mumwoyo menyu.’

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 7:10

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy