Zekaria 6:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi, ishe wangu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumŋa wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi, ishe waŋgu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Zviiko izvi, ishe wangu?” Viz kapitola |