Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 5:8 - Shona Bible 1949 revised 2002

8 Akati, “Uyu ndiye Zvakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamusoro pomuromo wayo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Akati: Uyu ndiye Ɀakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamsoro pomuromo wayo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Mutumwa uya ndokuti, “Uhu huipi uhu.” Akabva amukanda pasi imomo mubhaghidhi makare akaroverera pasi chivharo chacho chomutobvu chairema pamuromo waro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Mutumwa uya ndokuti, “Uhu huipi uhu.” Akabva amukanda pasi imomo mubhaghidhi makare akaroverera pasi chivharo chacho chomutobvu chairema pamuromo waro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mutumwa akati, “Uyu ndiye zvakaipa,” achibva amusundidzira zvakare mudengu uye ndokuzarira muromo wedengu nehwidibiro yomutobvu.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 5:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy