Zekaria 5:1 - Shona Bible 1949 revised 20021 Zvino ndakarinzira meso anguzve, ndikatarira, ndikaona rugwaro rwakapetwa ruchibhururuka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ndakarinzira meso aŋgu ɀe, ndikatarira, ndikaʋona rugwaro rwakapetwa rucibururuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndakasimudza musoro ndikatarisa wonei bhuku rokumononora richibhururuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndakasimudza musoro ndikatarisa wonei bhuku rokumononora richibhururuka. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ndakatarisazve ndikaona, hapo pamberi pangu paiva norugwaro rwakapetwa rwaibhururuka! Viz kapitola |