Zekaria 4:5 - Shona Bible 1949 revised 20025 Ipapo mutumwa akanga achitaurirana neni, akapindura, akati, kwandiri, “Hauzivi here kuti izvi zvinyiko?” Ini ndikati, “Kwete, ishe wangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo mutumŋa wakaŋga acitaurirana neni, wakapindura, akati kwandiri: Hauziʋi here kuti iɀi ɀinyiko? Ini ndikati: Kwete, ishe waŋgu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mutumwa aitaura neni uya akandidaira achiti, “Hauzivi nhai kuti zvii izvozvo?” Ini ndokuti, “Kwete, changamire wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mutumwa aitaura neni uya akandidaira achiti, “Hauzivi nhai kuti zvii izvozvo?” Ini ndokuti, “Kwete, changamire wangu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akapindura akati, “Hauzivi kuti izvi zvii?” Ini ndakapindura ndichiti, “Kwete, ishe wangu.” Viz kapitola |