Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 3:5 - Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ini ndikati, “Ngavamudzike ngoani yakachena pamusoro wake.” Ipapo vakamudzika ngoani yakachena pamusoro wake, vakamupfekedza nguo; zvino mutumwa waJehovha akanga amirepo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ini ndikati: Ŋgaʋamudzike ŋgoani yakacena pamusoro wake. Ipapo ʋakamudzika ŋgoani yakacena pamusoro wake, ʋakamupfekedza ŋguʋo; ɀino mutumŋa waJehova wakaŋga amire’po.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ini ndikati, “Ngavadzike Joshuwa ngundu yakachena mumusoro.” Saizvozvowo vakamudzika ngundu yakachena mumusoro vakamushongedza hanzu dzacho. Izvozvo mutumwa waTENZI aiva amire pedyo navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ini ndikati, “Ngavadzike Joshuwa ngundu yakachena mumusoro.” Saizvozvowo vakamudzika ngundu yakachena mumusoro vakamushongedza hanzu dzacho. Izvozvo mutumwa waTENZI aiva amire pedyo navo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Ipapo ndakati, “Isai nguwani yakachena pamusoro wake.” Nokudaro vakamupfekedza nguwani yakachena pamusoro wake uye vakamupfekedza nguo, mutumwa waJehovha amirepo.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 3:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy