Online Bible

- Reklamy -

Zekaria 2:11 - Shona Bible 1949 revised 2002

11 Ndudzi zhinji dzichanamatira Jehovha nezuva iro, vakava vanhu vangu; ndichagara mukati mako, ipapo iwe uchaziva kuti ndiye Jehovha wehondo wakandituma kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ndudzi zhinji dzicanamatira Jehova nezuʋa iro, ʋakaʋa ʋanhu ʋaŋgu; ndicagara mukati mako, ipapo iwe ucaziʋa kuti ndiye Jehova wehondo wakandituma kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Izvozvo marudzi akawanda achazvibatanidza naTENZI nomusi iwoyo uye vachavawo vanhu vangu. Ini ndichaita musha mukati mako. Ndipo pamuchazoziva kuti TENZI wehondo nehondo ndiye akandituma kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Izvozvo marudzi akawanda achazvibatanidza naTENZI nomusi iwoyo uye vachavawo vanhu vangu. Ini ndichaita musha mukati mako. Ndipo pamuchazoziva kuti TENZI wehondo nehondo ndiye akandituma kwauri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 “Ndudzi zhinji dzichabatana naJehovha pazuva iro uye vachava vanhu vangu. Ndichagara pakati penyu uye muchaziva kuti Jehovha Wamasimba Ose akandituma kwamuri.

Viz kapitola kopírovat

Zekaria 2:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy